Gilbert Nyati Akupenga Nenyadzi Mutorerei Phone
Haaa Nyathi to be honest makubhaiza manje you weren’t suppose kuposter that video mwana achitaura zvakadaro hazvisi funny veduwe we put the blame on you mwana ari innocent ndimi matomukanganisira mamuposter achitaura zvakadaroIwo mashoko acho aanga achitaura ekuti “putseke mahure” haangoite kumwana veduwe anorema vanhu vanosara vobvunza kut amanzwepi apa you know pane nyaya ikupisa zvinobva zvaita add up hamusi kuona hre haa musadaro….
Musadaro ndokudai zvekut and zvinondirwadza kuzoona muchisekwa nekuwanzirwa muma streets umu but pamwe pacho munobhaiza zvanga zviri necessary hre kuposter zvakadaro amana. A mature parent can never post such a disturbing video its so sad kuona mwana achidaro and you decide kupotsa hako zvakaoma shuwayou better seek parental guidance coz verbally mukukanganisa mwanaNditsamwirei henyu but ndataura murudo guys kurwadziwa makutigumbura nesuwo…
Mayumukurudzira kutii Hee tora mwana ugare naye Hee wagona watora mwana look now vana wakazombochengetana here Nyathi haana kunatsa kukwana uyo vese ngavatombonogara kumusha vachikura vachirumura unwe mwana futi