Magona torai mwana amuoni terrie namartin vanogara nevana vavo
Vanhu vanokuchengeterai mwana excellent Kiki anogara akapenyereraGiri kaa hausiwe Baba vakiki hatikuzive DDy vake vakagerwa zvakafanana nemwana wav muriseiko
Nyc but time yawasiya mukadzi ega haiiti. She needs support more than ever now. I hope you are going to back to her soon
Sezvo mangobhururuka ari morning mukasvika morning haaa mamorning shoes haana basa hawo asi kana ave masikati musazokwira nawo