Hanzi nava Nyati Mai Nyati Vakanaka Kudarika Kiki uye wekwa tytie ane va pics akambo lika! munoti kudii? Asatifendere musaenzanisa kiki nezvinhu zvisina basa...arikishaya Chekutevedzera mazuva ano tichaona otengesa zvibhanga bed.
Llyndah J Mashonga
Honestly speaking varume munongoda Ladies like kiki panguva yekuitisana así for settling or even for a relationship moda type dzana mai nyati. A Lady who respect her body not kut nyika yese inoziva zvauri
Acquilina Takavingofa
Remember kuti vana Chivhayo vakawandisa muno tanzwa nema friend request musanyepera nyati kuda kurwisanisa vana veduwe siyai vana vafeme nekupemberera midzavo dzaka buda zvakanaka. Moniah Timire
Zvine basa reiko ..pane akambopakura sadza nemnh akadya hre ...plus vanhu vanganiko vane mapics akambo like...haa tinoshaya zvedu zvine basa reiko again. Haangati mukadzi we munhu akanaka kudarika wake ... so he's correct even anyone in this world he will always pick his wife ..
Tizirai Felicity Blessing
Zvauya sei zvekucompare kunaka kwevakadzi pane munhu angati wake wakashata iwe wakanyenga wega🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Miswa mhani usatifendere 🤣🤣 usafananidze village girl iyoyo naKiki anoziva kugeza. Kwana dhemeti yemunhu ndozvinokupa kurarisa mucheche pabunkbed