Thursday, March 12

Gogo Muroyi Vasungwa zvekupunza Ma Window

Baba na Mai Yemu Mhuri ye Zimbabwe vanoda kuvabata vabatei 00263773453587 number idzi ndedza Mai yemu dza baba yemu 00263772542348 idzi ndedza baba

 

 

 

 

Yemu uye baba Yemu Munhu wemutemo Thank you Mhuri ye ZimbabweVanonamata Ini mbuya Iya Dai yakapwanya mawindow Ari emba yangu ndaivarova bigtimeMazuvaano kungokosora zvonzi mhuri ye Zimbabwe tadii veduwee imika imiVari kuda rubatsiro rwei, chakavatadzisa kutorera

 

 

 

 

gogo tsvimbo chii, vaibata camera vachipazirwa imba kuti vazobatsirwaZvekupenga izvo vakatadza nei kuvamisa Gogo vachoVanonamata Ini mbuya Iya Dai yakapwanya mawindow Ari emba yangu ndaivarova bigtime

  • Share: