Monday, May 12

Gonyeti Rouraisa Vanhu 3 Richitiza Madhongi Muroad

Vanhu muri kungomhanyira henyu kuti speed coz maiva musipo ini ndaiva kumashure kwetruck zvakaitika mumaziso angu truck iro ainzvenga madhongi ndiye akaenda kulane revana,

 

 

 

 

izvo zvekuti vaidzingirira or vaiendepi hazvina basa but vakavingwa kulane kwavo, dai maivepo musiri kutaura zvese zvamuri kutaura izvi, ngavazorore murugareRIP

 

 

 

 

 

but guys we should drive safely muma roads umu the impact clearly shows kuti mota yayimhanya iyoEvanz akandirwadza. I just laughed recalling day we had an urgement back in 2019 and days later wrote a letter appologising. Will forever keep it. May their souls rest in peace.

  • Share: