Friday, May 03

Greatman Music Kusada Kupfuurwa Otaurawo Nenyaya Ya Fifi Musadaro Mwana Ave Kuda Kuzviuraya Vakadzi Vakuru Pafacebook Ityai Mwari Zvinzwirewo

People are taking this as content its not at all plz zvinorwadza,zvinosiririsa mwana anozviuraya tikazozvidemba mangwana right now aripanguva yakaoma pakuda vanhu vanogona kupa mashoko esimbiso, kuti this is not the end of her life, she made a mistake but ngatibatsirei mwana,

 

 

 

 

 

 

varipadhuze naye garai naye pasi batsirai mwana😭😭😭Its true but remember mai vacho vakati kudii pana shashl what goes around comes around , zvaurikutaura ndozvavaifanira kuitawo pamwana wemumwe its sad zvotirwadza sevabereki asi seka urema wafa 🙏🙏ndatenda hangu.

 

 

 

 

 

 

 

Thank you. I’m disgusted especially by female bloggers who are taking this as content destroying a child. It’s very sad when a woman pulls down another woman. Blowing someone else’s candle won’t make yours shine any brighter.

  • Share: