Sad?:Guruve Murume(Trymore Gore) anorova mukadzi wake(Princess Phiri)zvakaipisisa achibva afira panzvimbo,apo murume akabva atora
mutumbi wemukadzi ndokuisa musaga achibva anourasa murwizi,apo wazoonekwa nevapfuuri venzira.
Murume achiri pakutiza,uye mapurisa vari mubishi kumutsvaga.