Wednesday, May 21

Guyo Ndinyengeiwo Orwa Nevanhu Pa Rufu Ku Madziwa

Iwe Guyo unonobata Patricia Jeke huro uchiti ndiwe Pamelah Tamirah wakakwana here๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚usiye kunwa tumbwa haikona kufambira kunotsvaga maghost kuma rufu evanhuGuhwa Guhwa Lorraine Arikunzi akaita noise panhamo achida kurwa na Pj .Sisi

 

 

 

vanotorova havo tumbwa atichazive kuti vanga vadhakwa here Kana kuti Usazodaro Lorraine ezvino Mb vakutoda kuripiswa mombe pamusaka penoise yako kana pane ane video ndipeiwo Lorraine achidedzera kuti PJ ndiwe Pamelah Tamirah

  • Share: