Nezuro paMabasa or Mpofu turn off tichiinda kuSiboza mumugwagwa unoinda kuGweru pakaita njonzi inotyisa pakati pe fun-cargo ne Tipper.
Pakakuvara vanhu zvakaipisisa kusanganisira mutyairi weFuncargo anonzi Handsome Tasvika.Zvizhinji tichazivisana munguva inotevera....Isuwo vabereki tisapinde mumota dzakazarà,kurega driver Achimhanya kana kutyaira zvisakarurama takanyarara.Tisu tinofa
uye hupenyu idiva kamwe.Dambudziko ratinaro madrivers aya anenge akadhakwa haaudzirwe unogona kutorohwa rough yavanayo nevabereki is too much ukatotaura kut chii chii ahh angatosiiwa paroad but zvekudhakwa l think tese tozviziva and zvatora so many lives