Tuesday, July 15

Gweru Hospital Chitunha Chamuka

Breaking:KuGweru hospital paita munhu amukira mu motuary after 4 hours aiswamo hei hei zvirikutyisa ,But pane mashoko aazotaura izvi zvinova zvakonzera kuti nhau iuye pamhepo ,saka kana wakasimba hana chigara.

Kana angomuka chete boe, zvekuti amukirei nekuti amutswa nani dzanyaya dzenyu. Follow bodooo Gweru hospital ndakambonetsana nemanurse vafukidza munhu brown blanket vachitizvapera , ndokumutakurira muchibag ndokuvhara zip but ndikati vhurai munhu wanike hana ichikurova . Mai ivavo vapenyu since 2013 .

 

Anga asina kufa vaka kurumidza kumisa ku mortuary it's not the first person kumukira mu mortuary zvaitwa na mwari ndiye anoziva let's wait and see

 

Nhamo yema followers so yapinda mumusha we Zimbabwe, umwe akati gwizizi ne life ya Nyathi kutsvaka ma likes ikoko Todzidiii nyaya dzevambofa vakamuka kut takambofawo tikamuka here....tsvagai ma followers zvakanaka anhuwoyeeeeeee

  • Share: