Haaa Bruno, usadaro mopa munhu zvinhu muchida kutendwa??..
#trendingpost
Murume wakanyanyo tamba nevakadzi pfungwa dzobuda munzira?Why give kana une expectation to the extent yekuti if that expectation isn't met u get frustrated and angry kusvika kutuka munhu bless without expecting anything in return
Kusatenda munhu akupa something zvine kaelement kaya kekuti handina kumbokumanikidza kuti undipe lol but apa Bruno aifanirwa kutaurirana navo kuinbox.