Hanzi Nyathi akarara 2 days achikwirana nemu zuluIko kamai nyathi kacho kakabva kakasikawo kuzvara,muri vana vadiki munenge ma enjoyer rudo nguvai? vakadzi zvekuzimbabwe
muchinyanya kungopinda mumarriage moswerera kungozvara rega varume vazohuraMmmm siyai Thomas,anozvihurira haafundise vanhu.ave nemakore mangani Thomas arimo mumujolo?pane mukadzi wamakamboona achichema naye?kana kunzi atiza muzvere🤣🤣🤣
Baba Roka vakadzokera kumukadzi wavo ngativaburitsei.
Hameno my guy🤣🤣🤣 3 babies with 3 baby momas below 30years...ndiro ruoko rwatorwa naBuffalo chete🤣🤣🤣
Satan murevi wenhema chokwadiAaaaaaah idi moti Nyathi aipabudawoZvazvinodai pamhandara kuzoti iwe zvako Annatoria 😂😂😂