Saturday, July 27

Hama Dzemukadzi Wekuuraya Tete Votaura Kujeri Arikuchema Kuti Ndinoda Mitumbi Mitatu 3 Vese Nemurume Wacho Zvinoshamisa Zvinotyisa

Munhu uyo muxosa akanetsana natete vake hanzvadzi yemurume ndokubaya Tete nebanga vakafira muroad vachiendeswa kwamutare but zvakaitika  Kwarusape

 

 

 

 

 

 

Miriam Chiso apa kujeri kwacho hanzi akutoti ndikuda mitumbi mitatu murumewo asara kumba hanzi akutoti ndikutodawo mitumbi mitatu kuti ife vaitogara kuno kucapetown kuphilip vakaenda mwedzi yapera kumashure vachinoshanya kwakusviko wurayaMiriam Chiso ndakarwadziwa Mai avo munhu wekuziva kuchch

  • Share: