Wednesday, August 06

Hammanskraal police station Pasungwa 58 Ma Zimbabweans Mu Pretoria

Pakaipađź’” | This morning pane bhazi rabatwa rakazara maZimba asina mapepa kuHammanskraal. Bhazi ranga rakatakura vanhu 53 vese vasina mapepa akakwana. Vakadzi 17,

 

 

 

 

 

murume and vana 16 children vese ava vadhipotwa kuZimbabwe. But 19 vasara are currently being detained at the Hammanskraal police station. Bhazi ranga richienda kuPretoria.

  • Share: