Wednesday, July 16

Harare Big Girls Socialites

Zviri kunzi vakaita zvekuromba na Sta glow iye Sta ave bofu uyo Cyn ari kungotatarika mheno zvavakaita ku n'anga ikatsamwa ikavarova neshamhuAnonymous participant 397 ayewa Star haatane kuexplainer uye gore rekunzi munhu waPapa prophet akambononoka here kuita post achidaira iyi yatoo nemaweeks ichitenderera ari zii 😂Zimbabwe happened!

 

 

 

She adjusted to the current situation shop ichiriko asi yakutengesawo cheap runner stuff. Unonyura ukada kuita bling vanhu havana mari!We are a sad people aren’t we? Kutoita post yekutsvinyira munhu nekumuseka hee adonha hee haacharire? Mmmm yaa

Anyway she amassed her clothing business to the economical climate

 

 

 

 

This was never the only business she ha, she has other business magroceries etc nevamwe atisasanyore nekuti ummm the hate is too much. She’s a lovely person with a good heart. Jan Jam set a standard for vanhu vamave kumucompare. She just steppped a bit from social media but she’s a happily married woman with thriving kids. Life yake and her financial fortunes is beyond comprehension yedu

  • Share: