Mr Svova muzvinhaBhizimusi from Mhondoro Mubaira vakarova mwanasikana vavo mushure mekunge anonoka kudzoka kumba full video
Kurova munhu obuda ropa? And needs stitches? Aiwa mani that is abuse! Men should protect their family and not abuse them. Mudzinge kana zvanetsa, pray for your kids kurova kudaro hazvishande. That’s why vana vakawanda hate their parents. Iye mwana iye ye ndiye achazokuchengetai. Talk to your kidsthis is not acceptable kuponda chqikoUkaona zvasvika pakudai unenge waane time uchiverengerwa, isusu tichikura mai
vangu ndovaitokudzvanya baba pairohwa mbiti zvekuti unopinda wega muforo😂🙌(why am I laughing)because zvinobatsira iwewe kuti uite hunhu and kuti mangwana uzonzi mwana uyu anobva kune vanhu...Semubereki vana ava unenge uchitambura kuti aite better life veduwee kurova kusvika pakadai ndivo vanotoziva how much he invested in her life iye oita hake zvisina kutarisirwa munhu ngaarohweAm sure this was not her first time kunonoka kudzoka, dad has been counting. Well done baba