HARARE HOSPITAL NURSE EXPOSED ?
"I would like to name and shame ma nurse epa mbuya nehanda aiva pa duty Tuesday ku nursery ungati premature yabvisa oxygen woti mai vemwana dzoserai mai voti havagoni iwe woti
ndichazoisa kutamba nehupenyu hwevana hezvo vana vakafa hobho on Tuesday kusanginisira wangu dai tukakupfukira tuvana twaurikuuraya tusina mhosva ndikutsvaga zita rake nurse iyeye I will come for u," says Anna Chisero, a mother who lost a child recently.
Vamwe vanhu vanofanira kuyenda kuno joiner team revaroyi not kuyenda ku nursing coz nursing inoda munhu ane rudo nevarwere munhu ane moyo wakanaka munhu ane moyo murefu nemunhu anoziva MwariIni ndakazvisunungutsa ndega ndanzwa nekudedzera kuti mbuya mwana akuuya vasingauyi ..
Vakatozouya mwana ava pa bed ndakusimudza mwana wanguIf you have never been a victim yemanurse Aya mumaHospitals edu Aya you will think vanhu varikutaura zvekwavasina kuswera. Havana moyo vanhu ava