Pakaipa💔 | Baba ava from Chiredzi vakapiswa nemukadzi. Vanogara pedyo navo vanoti baba ava vanga vari bully zvisingaite. Even kumabhawa nekubasa kwavananoita zvekuDriver vairova vamwe. Kumba mukadzi aigara
achirohwa akabva azovabata vakadhakwa ndokuvapisa.Muromo Waakuita kunge remombe tema 🤣🤣🤣Vakadzi vanombokupa tambo, ukanzwa azoudza moyo wake kut its over iiii vanoita yese yese