Saturday, May 10

Harare Mbinga Pa Office Pobatwa Chikwamho Regai Kuromba

 Vakomana regerayi zvekuromba izvi 🤣🤣 mutown nezuro makaonekwa chikwambo chine Musvepenene wemu SvobhonMupurwa uyu, uyo une zvuma muhuro uye nenyanga nezvimwewo, waonekwa uri

 

 

 

 

pagedhi reimwe kambani panosangana mugwagwa Nkwame Nkrumah naPark Street muguta reHarare mangwanani anhasi (Chishanu). Vanhu vakaungana ava vari kuona mupurwa uyu asi vose varamba kutaura kuti zvambofamba sei

 

 

 

 

kuti uzowanikwa panzvimbo iyi. - Mifananidzo naKingstone Mapupu.Mupurwa uyo urikungoshungurudzwa mahara. Dai ndasvika nepo ndaubvisa necklace yekwa Mr Price iyo waenda hawo musango maunoraramira

  • Share: