Thursday, July 10

Harare Yavekutyisa Varohwa Chadonha

PaZimba ma1 boyizi🤣🤣IHarare sisi you must open your eyesNdakaitambwa pamereki hanzi ndarasana nemunhu vangu ndipei foni ndingofone ndikati handina airtym zvikanzi bvisai line renyu ndifonese nderangu kwakubvisa kwakumupa foni Imi weeee chegore iroro. Andichikanganwi munhu

 

 

 

kwakufambq achifona kusvika kupinda mubhawa Ini Sandi kumira pa door ndichiti chamuona obuda KO ndaizivei Kuti pane ma door 2 kkkk😭😀😀 munhu asobuda nerekuseri karevamwe takapotsa tauraya zuro pamakoni pazuva paya vaita kamwe kasikana chadonha vaitova nemota haaa ivavo

 

 

 

 

kana pavari sow varikuterera marwadzoKufamba muchi entertainer vanhu vamusingazive mamuchida kut iwande ichibvepi ziva zvawafambira mu town umu hapana munhu anopa munhu mari maharaKkkkk inini ndikataura nyaya yangu munogona kundiseka ...asi ka ndaifamba hangu ndakazvibatira $5

 

 

 

 

yangu ndikarohwa ne street kid kuseri kwe rwoko ikadonha apa husiku ndakaita kunge benzi wani apa ndoyandanga ndasara nayo kkkkkkKkkkkkk zvigame izvi inni ndakambozviitw ndanga ndasar $5 chte yecomb kwakuisa yese hnzi wadyiwa 😂😂😂 ndakchem vakndidzoser mari yngu ini ngwarai mutown vnhu weeeeeeee

  • Share: