Wednesday, September 03

Hatipere Wacho Chiiko Munhu Wemurume He Must Carry His Self With Dignity

Humbleness yangu ndoyakanyanya manje ndolinker nana Pokello but i also find time to talk to vanhu vanenge ana Comic,Denzel, Magic, Frets, Baba Harare, Terry team yekuti tese totoona kuti vanhu varikungozama zama wo but havana dhiri

 

 

 

 

 

On A Sad Notice Serious TsaonaNdiwe wanga Uri chigure chepafunctionThe shoes are giving Gambukambu vibes 😹😹 

 

 

 

 

 

I love the fashion sense , so creative ♥ļø.Just because you're rubbing shoulders with mbinga,that doesn't make you one ,iwe iri group rana furetsi na Terry manje🤣🤣🤣🤣🤣

  • Share: