Havagare Kuwadzana
2 vanga vakapfeka hembe yewhite vakazochinja
3 varamba nefon kuti varatidze vanhu kuti vafonera police
4 vanga vachi cleaner chii pa boot cos ndivo vavhura
5 vanga vachingochinja chinja ma statement zvekuti ndi nurse handifunge ndofunga ndohembe dzavanopondesa vanhu
Pane nyaya ?????
Hope Zrp yatora Baba ava