Monday, May 20

Hazvina Kumira Mushe Kikky Admitted Ku Hospital Arikurwara Zvekuti Apa Ane Nhumbu Dj Olla Ndiye Akakonzeresa

Akachema pawaichema ndozvakakwidza bp avoid this bp haisi ryt pamunhu ane nhumbu get well soon kikiGet well Kiky asi ndinoti keep some of the issues off social media zvimwe sotai kuseri ikoko .Ndiwe uri kukonzera kuti akwire BP nezvimwe zvinhu

 

 

 

 

 

 

 

zvaunoita uchiti icontentEhe akwira b. p xaa, pamwe pacho wanc u have to behave like a man, u reacted zvisizvo xaa... I wish her a speedy recovery zvake mwana we vanhu...... But my broe u have to be strong enough kuchengetedza marriage yko cz

 

 

 

 

 

 

 

kudanana kwenyu kunorwadza wakawanda and maAttacks haasati atanga cz vamwe vanozouya Kuma basa kwavo vamborohwa nevakadzi vawo kudzimba ukuGet well soon kiki be strong tytie we will keep on support you musatedzere vanhu vanorwadziwa nekusimukira kwenyu .

  • Share: