Monday, May 20

Hazvina Kumira Mushe ku National Sports Stadium

The ground is wondering if pple are still comingHWANDAZ never cease...๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚hamuna munhu๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚Ndandchitopfeka boots vaWinky vabva vakanda aah ndatozongonotandara kuyuchubhuMakazara vanhu vashomachamisa & va Wink D ndivo

 

 

 

 

 

 

vanozadza chete zvamanje manje kare vamutukudzi navamapfumo ndapedza musamdi pikiseKunoyedza ari 1 imomo soon anenge otiza zvipoko zvemagambaKwanzi Kana ndikakona kuzadza ndoinda pa list yevasina kuzadzaTom Jones V.O.P hapana vanhu vanomuda kani, last time paaiti

 

 

 

 

 

 

azadzaawakashandisa vanhu vehome seekers kuti vadane vanhu vachiti kwaita munhu ari kuda kukutengerai ground remastands saka huyai kumusangano. Svikeko vanhu voona kuti vadaidzirwa service yake ๐Ÿคฃ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚.

  • Share: