Sunday, May 04

Hazvina Kumira Mushe Lwa Mai Jeremiah

Vakadzi varipano ngatibatsirei mai Jeremaya varikuda support chaiyo kuchinjawo mavanogara nekuvavakira imba ..life yavarikurarama inorwadza woti kushungurudzwa nemurume wobatwa chibharo varikuda vanhu vanomira navo panguva dzino...Ipapa

 

 

 

 

uchanzwa pakunzi pari kudiwa go fund nekuti vakarepwa maZimba🙌Mai shumba warikuita ku glower it's true ndarwadziwa hanku

  • Share: