Monday, April 29

Hazvina Kuzopera Mushe Vakomana Vekurova Mupurisa ZRP Kusvika Ati Tasa Afa Vabatwa Vabhurwa Zvekuti Ne Police Pakaipa Yoyoo Zvionerewo

Zvakanaka uchibhigwa nevanhu bt kana zvadai unenge wava wega. Two wrongs don't make a right. Dai angomira aiswa simbi. Zvekurovera kwemota hazvina basa inongonzi resisting arrest. Apa wava ne resisting arrest, plus assaulting a police officer

 

 

 

 

 

 

 

 

Nyaya yekuti ndikuda kumuratidza anonzi ma1 ndiyo yatiparadza hazvina kuti uri mupurisa musoja hwindi kana ani zvake mweya uyu unogona kungobata tese but at the end mubairo wako unowuwana chete unoyenderana neizvozvo

  • Share: