Friday, May 03

Hezvo Zuva Habane Otaura Nezvechiweti Cha Fifi Oti Mwana Wangu Megan Ngaasandinyadzisa Zvakadai Uyu Like Mother Like Daughter Pashata

Ndiri kubva kuchayira Megan phone izvezvi…. 

Ndichinyengerera kubvunza kuti haanawo here kumbo ita vhaunarebho akatumira zvikomana manudhu. 

Ndamuti Zvinowanikwa please tell me if you ever , I will protect you with my life …. 

 

 

 

 

 

 

 

Zvikahi….. im sleeping I will call you back 😥😥😥Nhai mwanangu 🙆🏽‍♀️

Haaa it never rains zvokwadi… dhemeti !This happens when you are always galavanting no kugadzika magadziko pasi. Teenagers need constant support manje amai vari busy looking for men vachiyanika nhengo yavo.

 

 

 

 

 

 

Vana now have adopted zvinoitwa naamai vavo. She taught them period. I don’t feel sorry for katsi mhaiyo. Mwana needs help and to teach her on how to react when asked for manudes.This is a lesson to every parent that lacks discipline in front of their kids.

 

 

 

 

 

 

If you can do it, what makes you think your kids won't. Lead by example.. The apple doesn't fall far from the tree. But I believe we can correct mwana. Mistakes happen. Lesson learnt🙂Nhai veduwe unoita seyi semubereki 🫣? 

Mwana wako akavhura hombe seyoyo?

  • Share: