Thursday, October 23

HEZY MOTORS This Is A Shame On You

Hi l bought a car with HezyMotors Logistics yekuMilton Park munaMay asi till today handisati ndaReceiver mota. Ndakangonzi gadzirirai kubhadhara duty and 2 months dzakutosvika mota ichingonzi iri kuTanzania. I paid an amount of US$3.7k+ since we had agreed on 50% down and another half in 6 months after delivery date. If l ask for updates they keep lying each and every time now havachatodaire maCalls ukaCommenter paFB comment section yavo they delete comments and block you. 

 

 

 

 

Another issue, mukaenda paPage ravo pane staff yavo ine maghost accounts hauvashaye on every post vachisimbisa nhema. Some of the ghost accounts are Jack Demo, Bismak, Catherine Penduka nevamwe vashandi vavo. What made me fall for their silly trap was because of Admire uya Mama Vee nana Clide Rice who marketed this fake company and l blindly trusted them ndichiti haa since vachiDealer nemaSocialites mahombe pane pazvingadii. Vanofana kusungwa vanhu ivavo vanoti advertisira zvinhu zvavasina kuita confirm.

 

Ndine day randakabuda pachena kuti mota yangu it's now the 5th month andisati ndaReceiver ndakavingwa nevanhu more than 6 kuInbox kwangu vachichema same issue asi kuti tiende kumapurisa zvonetsa mari dzekuma court plus vanhu vane mota dzedu kokana vakazobvisa maParts nekusunungura atichaziva please post and expose them. l am helpless andichaziva chii chiri kuitika please udzai vanhu vasabirweo nevanhu avo. 

 

They keep posting paFacebook pavo vachitsvaga vamwe vanhu vachiita sekunge everything is okay asi takawirirana kuti mota inosvoka in 4 to 6 weeks asi chokwadi now ndatove mu5th month.m

 

Mwari akanaka bought my Vezzel kwaHezzy yakaita more than 6 months nd ari rought mota yauya aida kutondinyima achiti ndikufanira kumupa imwe mari nd takanga takabvumirana imwe ichasara ndichamupa mbichana mbichana pandikaramba kubhadhara yanga awedzera akanditi ndimupe yese kaone kana ndichida mota yangu .

 

 

 

 

 

Hezzy ari rough nd anonyepa zvekutiExactly my experience mota yakagara 5months isina kusvika and i would constantly ask them kuti mota yava papi vachingoti haisati yasvika paborder. yakazosvika later on i paid duty but shockingly

 

 

 

 

ndaakunotora mota i was asked to pay for storage fees hanzi mota yakagarisa paborder i asked them how come imi maingoti mota haisati yasvika paborder i never got a clear answer. Sadly when you try to expose them they threaten you with legal action etc. Apa vanopindura rough vanhu vacho vane mweya wetsvina and no respect whatsoever. 

I got into debts because of these people ndanyeperwa kuti ndine chikwereti. 

Im glad this day has come ,that company should be exposed for who they are. I trusted them because i had seen them being advertised by @Mama Vee. 

 

 

 

 

 

Cant wait to see them go down vane hutsinye vanhu  if they see this post they might threaten you to take it down , but i hope that wont happen so that people will see what kind of a company this is. Noone should ever fall victim to them again! HEZY MOTORS IS A SCAM. 

If you comment or review on their page they delete the comments and gang up against you. Its so sad kuti isu vamwe takatovharwa ??0

  • Share: