Hwindi wepa Boka ajambira pamberi pemota akatsikwa musana ndokufirapanzvimbboRip but mahwindi tym tym anotamba nehupenyu ungati vanotenga humwe
Mamwe mahwindi haageze vanoshoresa basa ravo uye kumwa twumbwaUm zvakaoma afukidza nezambiya mwari ngaamuitire nyasha
Mhamha vamupa sambiya avo ngavagare nemoyo wovo iwowo mwari vachavakomboreraGuka tumbwa plus mbanje vozoti kubira vabereki zvaendwa if you know you know
Problem mawhindi anogara akanwa tumbwa so everything kwavari it's a jokeUnenge waona kuti chekuraramira hapana better hako kufa