Thursday, September 11

I didn’t believe kuti he cheated but now after watching this he cheated

Kiki akangwarira video radzurwa vasina kuona onerai pano

 

 

 

Ndapererwa mhoti, Nyathi abva andibuda nxaa chii ichochi achitozhinya, kokuzoposter, ndikunzwei muchiti chikoro hachina basa, dofo iri randibhohwa, obvious akazvinzwa mumba imomu, kiki ngaadzokere hake ku a gogo pane kugara nemipengolizwe iyi😭😭😭Vaiti Ketty Masomera fitness page anonyepa mukunzwa sei Kiki ataura wega😂I didn’t believe kuti he cheated but now after watching this he cheated

 

 

 

 

Dai vakatosiya mwana arikumushaIzvezvi muchanzwa ma fans avo achiti it's good vasiiwe zvakadaro, or kutoona umwe achiti Kiki is cute🙌, cute ipi mwana being exposed to language dzakadaro, miswai vanhu, musangosapota zvisina maturoHaaa nhaimi vaposter by mistake here, saka ari kunyeberei kuti haana kuzviita, izvi ndozvavanoita pamberi pemwana s

 

 

 

 

 

hame....even though ko mwana sei vasiri kumutsiura kari kangu ndokabadagura ku Africa uko kurera mwana sevari Europe even vabereki vakanganisa mwana haafanirwe kuda zvino achagara achinyadziswaThis child is insulting her dad ?Zviri kuitwa ne mwana ndo zviri kuitika kumba kwavo

  • Share: