Saturday, July 19

I would like to Name & Shame Chicken Inn Corner Innez Terace & Speke Chicken Inn Zimbabwe Innscor Africa Ltd

Ohh shame poor child.. he couldn’t put the needs of the child firstI would like to Name & Shame Chicken Inn Corner Innez Terace & Speke Chicken Inn Zimbabwe Innscor Africa Ltd . Tatenga Pizza With My Family then taenda kuToilet with my son Madhamu vachi Collectr Pizza & ndaenda ndichida kupinda mutoilet i waited for 20mins

 

 

 

 

toilet ichinzi iku cleanwa ndikatoti ndikukumbirawo ndine mwana ada kuzviitira hameno mface uyo kuti ndiye manager here or muridzi weChicken inn angouya achiti wese akuita nharo kuti hapana akupinda ndomurova mbama imagine. The customer service yacho very poor kushandisa chimonya pachisinga shande inzwaiwo. No one wants to be disrespected in front of their family. Gadzirisai the way you treat your customers.

 

 

 

 

Im not a happy customer and i will never ever buy pa Chicken iyoyo and vanga vachotosimbisana ne umwe msikana we Prokleen anga achi cleaner ndikati mwana aka presswa neni ndakapresswa, mwana anogona kuitira

 

 

 

 

 

pa door zvikanzi ngaaaitire hazvina basa. Check your cameras and see zvandikutaura. Ma customers mazhinji anga achiudzwa mushonga inzwa mucomment section. Sure kurambidzwa kupinda mutoilet uri customer in this time and age you can do better @Chicken Inn Zimbabwe Thank you.

  • Share: