Ii cancer akabatwa cancer, musamu seke please🥹 tisataura mazita😢ðŸ™May God heal the sick,ndinonzwisisa
kurarama nekurwadziwa nehurwere hachisi chinhu chandingashuvira ani nani zvake munyika pano papost iyi nekwese around the world ndonamatira hutano nekupora