Kana wakabereka zvinotorwadza.aizhinyei ipapa?Parikuda justice
Vakomana ava maform 4 pa Masasi high school Bocha Mutare district, vaitora video vachibata musikana we form 1 chibharo. Vachitozviti mauto maform 4 manyama. ?? kubata mwana chibhao kusvika azviitira poop???.
ZRP hero the video harichengeteke?
Imagine vavakaitira izvi vangani shameVakomana vaviri ve high school vanga vachi chinjanisa mwanasikana wechikoro,
vanofanira kusungwa ne ZRP nhasi chaiye video racho riri kutyisa kuita kunge musikana vatanga vamudhakisa vachimuita zvese ne e hana dzakasimba iri