Monday, October 27

Imba Ta Tytie Yanetsa Vs Regina Wena Tako

imba yaTytie inenge temporary disaster relief shelter yekuIran neIraq but yaRegina irikuvakwa zvakanaka negood material.

 

 

 

 

before you ask me kuti yako iripi, handina.Yakashatisa imba iyi ya Regina iri very neat

  • Share: