Sunday, July 06

Imba Yamai B Mushandi WaMadamboss Yakabhenda Chokwadi Mukadzi Haaite Uya Achinyepa Anovapa Mari Kukunda Masoja Nemateacher EmuZimbabwe

Ndiyo imba ye munhu anonzi anotambira kudarika masoja ne ma doctor emu Zimbabwe here

 

 

 

 

Kkkkkkk imba iyo inotibvisa pana Mwari ndikubva kusvondo na madamPamwe rotori ghost ramai Bee vangoti regai ndinyorewo anzwe

 

 

 

 

 

Asi tyra kah Mwari avenewe mai b vanemakore mangani vachikushandira asi unowana mari dzekupa nekuitisa vamwe vanhu muchato asi munhu anokuchengetera vana vako ukutadza kumuitirawo zvaunoitira vamwe,

 

 

 

 

 

😭😭😭😭😭itirawo mai bee something ahhhhh mai vaya vanokuchengetera vana and keeping your secrets 😩🙌🙌🙌🙌munotoda kuudzirwa kah imi kuti muzoita

  • Share: