Tuesday, May 12

Imi Zimbabwe Yavekutyisa Mwana Akaona Musoro Wa Teacher Mrs Chidzenga Mushangidze Otaura

Funeral Notice 

 

Stella Chidzenga Mushangidze, mudzimai wewaimbowe nhengo huru yeWabvuwi Guild, Baba Moses Mushangidze, wakashaya nenzira inofungidzirwa Kuti wakapondwa. 

 

Kuti wakafa riini hazvisati zvazivikanwa. Asi chinozivikanwa ngechekuti kubva musi wa 7 September 2024 Mai Mushangidze wange wasiri kuzivikanwa kuti waripi.

 

 

 

 

 

Waitotsvagwa nehama neshamwari dzawo. Mazuva mashoma adarika, mutumbi wawo, phone nezvimwe zvinoratidza kuti ndiwo zvakawanikwa kudunhu reGutu, Masvingo Province. 

 

Baba naMai Mushangidze waimbowe nhengo dzeAnglican ku St Columbus uko Baba waiwe Mubvuwi mai wari Mothers' Union. Wakazondopindira kuSt Stephen's Anglican Parish, kuChitungwiza. 

 

 

 

 

 

Mashoko anoti mwana aifudza mbudzi kwaGutu ndiye akaona dehenya remusoro kwakumhanyira kunoziwisa vakuru. Vakuru vakazofambira nyaya dzacho vachishanda nemapurisa ndokuzotsvaga mamwe mabhonzo emufi ndokuzoona phone yakadzimwa, handbag, wallet yaiwe nezvitupa nemacards ekubank, neimwe hembe yaiwe yakapfekwa nemufi paakabva pamba. Asi mamwe makodo zvinonzi haada kuwanikwa. 

 

 

 

 

 

 

Mufoni wakawana zita rakanzi "Daddy" ndokuridza nhare, shoko rerufu kuna baba wemushakabvu. 

 

Panguva yekufa kwawo, Mai Mushangidze waiwe wabva pamba wachiti wari kuenda kunorapwa kuclinic ku Ushewokunze, uko waigara. Kubva ipapo hawana kuonekwa, kusvikira mashoko erufu rwawo azoziwiswa kunzvimbo yeGutu. 

 

Waiwe mudzidzisi kwenguva refu. 

 

 

 

 

Kunyangwe Baba Mushangidze waiwe wasisiri nhengo yeWabvuwi Guild, zvakakosha kurangarira kuti mhuri iyi yakafamba neWabvuwi kwenguva refu uye waiwe vanhu vanoremekedzwa zvikuru vachishandira Mwari. 

 

Pari zvino mhuri iri kufambisa mapepa kuti Mai Mushangidze wazosvike pakuvigwa.

  • Share:

Info News

Construction Accident Law: Legal Help for Workplace Injuries

Construction accidents often result in serious injuries requiring legal action. Attorneys help victims recover compensation and hold negligent parties accountable.

Keywords like “construction accident lawyer near me” are highly valuable. Content should focus on claims and legal rights.

SEO-friendly articles that provide actionable advice can rank well. This niche overlaps with high-paying legal services.

Tax Law & IRS Debt Relief: Managing Financial Obligations

Tax law and IRS debt relief services help individuals resolve tax issues and reduce financial burdens. Many users search for solutions to manage tax debt and avoid penalties.

Keywords such as “IRS debt relief” and “tax attorney near me” are high CPC due to urgency and complexity. Content should explain options like payment plans and legal representation.

Providing clear, actionable advice can build trust and improve SEO performance. This niche attracts high-value traffic and strong advertiser competition.