KwaMutare kuna Mai avo vanonzi Mai Kenny vakasiya vakiira mwana ane 2yrs mumba vachienda kwavamwene vavo not far unfortunately imba yakabatira moto mwana akashaika arimo
Kenny was 2yrs old imba payakabatira moto Mai vake vakaona utsi she quickly run kumba asi Mai Kenny vari kuti ivo vakatya kupinda mumba nekuti maiva mazara utsi
Heartbreak mwana aideedzera kuti Mhama Vhurai door asi Mai vataura kuti ndaitya
Bmkuru neumwe murume vakamanya vakazama kudira mvura asi helper anoti mwana anga atonyarara
Here comes Mai Kenny kuti vakatosimba kana kuchema kutotsvaka help yemachira nechikafu
But the husband is a gold buyer
Murume akatobva pamba kuseni zvese akasiya zviri ryt
Rest in Peace ? Kenny