Moreboys akaganira zvekuti.Tendai Ndoro anga Ari we Zororo-Phumulani Funeral Plan iye akaudzwa na Cephas Chimedza achida kungobvunza ma rates
iye akumhanya kunobaya live vabereki vemufi vasati vaudzwa.Zororo chaiyo yaitoziva nezvekufa vakamhanya mhanya kunotora mufi.. wakadii Kuva
respector content unoida hako ndosaka wakapotsa wadonha kuNhamo ya Sekuru Gudo uchimhanyidzana NE contentIs this guy truly a lawyer coz ummmmmm pane jobProblem vanhu vanomunanzva ini akandiblocka