Yasvika nguva yangu yekuti ndizorore unganai muchipembera kwete kuchema. Mutumbi wangu uchatorwa ne Greathope ndiyo ichaenda neni Kumusha kwangu .
Vana vangu musabata I repeat musabata vana vangu vakura vanochengetana Vega.anongotora vana vangu chete hamurari..hamugariki ndinoku tomusai kusvika zvanaka siyai vagare Vega.
I've just confirmed from the sister she's no moreðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ’”💔💔but why meloUuumm kuromba hr?? Chii??? Hurwere hr?