Tuesday, September 16

Izvi Zvakaoma Chokwadi

Ku Bulawayo kana wakufa vakungotora video havachabatsira... tava ne back up page rinokandwa zvinopisa zvega zvega... Kana waona post follow iHarare Entertainment 🔞🔞🔞This is very traumatizing, pakubatsira vanhu moita

 

 

 

 

mavideo ko moyo yenyu haigwadzivo here veduwee, tisadero hama vadikani zvinhu zvinovhundusa kudai, watora video racho unorishandiseiMakudo musatanyoko busy kutora video munhu achifa

  • Share: