Sunday, May 05

Izvi Zvanyanya Tytie Obuda Achikokota Gambi RaKiky Regai Aite Maziromo Aneme Egwavava Zvionerewo Mashura Aya

When you marry a wrong person brain suffers a lotImbwa idzi spoiling our children on social mediaMotii dzirimoo hr rumee rachoo rotii maromo asvukaa nekudya gambii kotii kakadzi gotsi rakapera nekukwesherwa pac nevarumee iiih mwarii dai matibatsira

 

 

 

 

 

 

Murimbwa dzevanhu including those supporting and circulating your nonsense. Somethings should be done in privacy and end there. We have children on social media who can easily be corrupted by your rubbish.When you marry a wrong person brain suffers a lotKuenda ku school kunodiwa kunoita kuti pfungwa dzihvurike uzive chakaipa ne chakanaka, munhu anotsiurwa chero namai vasiri vake

 

 

 

 

Kana pazobuda manudes moti heee protect vana ivo vachidai. Akazorambwa nemukomana uyu it will affect her for the rest of her life. Zvakaoma zviri kuitwa nevana vedu

 

 

 

 

  • Share: