Wednesday, May 14

Izvi Zvinonyadzisa Muimbi Mukuru Ifumurwa Na Baby Mama Nehama Haachengete Mwana Kuita Nherera

Hie 

haachengete mwana mboko uyu

Iwe Saintfloew ndozvauri kudzidziswa na Mutarisi here inga vake vana vemusango anochengeta waniMuimbi mukuru mu Zimbabwe Saintfloew

 

 

 

opomerwa mhosva yekusachengeta mwana apo ari kunzi akarasirira mwana wake uyo ava ne 4 years..

 

 

 

 

V11 Inini ndichangozvarisa mukadzi 1 chete zvemababy mama drama ndezvekusura izviNgasungwe zvekuti hee munei nazvo zvine basa rei munhu ngamire mire pamwana wake achingoti miromo mitema ๐Ÿ˜†๐Ÿ˜†

  • Share: