Friday, September 12

Jackie Ngarande Pakandwa Chijoker Video Rekwa Mtuli Ncube

Dear Miss I Know It All /Jackie Ngarande

 

You call yourself a motivational speaker...❌️

Advocate for ladies...❌️

Tete venyika...❌️

Fashion Icon...✔️

Wife metireyu...❌️

Super mum...❓️

 

Take several sits sis mumbo dzikama, isu vamwe takakuziva cuz wakamhanyiswa muhotera nemukadzi waNthuli wakabatira pant mumawoko, nenyaya yako yekunzi wadzvamura i phone, kunzi waba bhutsu pafuneral, mbiri yako yehuslay queen, mbiri yako uchiti ukuhwara dhipuresheni uchichema palife, mbiri yako yeku vhengedzera on Ollah's podcast...zvimwe zviri deep haticha taure.

 

 

Wangu Post For Me Jackie anotaurisa mhanizvekuita kunge unovaka stereki unozviitira pa social media… Pamuchato waEgo na Danny hauna kuwanikwa uchikissana na Tazvi Mhaka mumota? Dont bully anyone nezvekusagara kumba. Uri retired hure. Ku Glenlonne hauna kurara pa gate rababa vaye vakati its okay waita kuti mukadzi wangu akuzive and he took evrything chaanga akutengera kusvika wakufamba ne tax.

 

Please stop misleading your fellow ladies with your tsviramo type of gospel when they are being abused by men mudzimba umo, kudyirwa musaga ne a married man doesn't make you a good wife.You know nothing about zvemarriage iwe. You vehemently dislike any constructive criticism on your page cuz you are a low key narc wakajaira kungonzi yes ma'am..yes ma'am nemazungairwa ako ari delusional like you. We can't tell u the truth on your page cuz you block us .Those were the days when we used to hype you lil did we know kuti you just have a pretty face with zero brains. Teach us zvefashion ,

 

 

 

 

nekuita zveku pemhera the less privileged, we will gladly assist. Uri motivational speaker wemutonono .Aluta continua......✌️Someone's dirty history doesn't make you a saint Jackie. YOU ARE WORSE OFF BUDDY😍

*Chishawasha Hills wakabatwa wani kumba kwe a married mbinga after his wife came back unannounced

*Mthuli Ncube's wife beating u up in that hotel room after catching u red handed

 

 

 

 

 

*Kusvirirwa those titles kuma beauty pageants naHon. ..............

What's your body count by now?

Wakaitiswa depression nei paya? Iwe leave advocate alone or else ndikoko. Stop blocking people kupage kwako kana waudzwa chokwadi.

#kusabatwa ne edzi inyasha

  • Share: