Tuesday, July 22

Jackie Ngarande Uri Satanii Chaiye 17 Vanhu Vafa Iwe Woseka

Ndaimboramba kuti Jackie ane one isingasvikire dzimwe ndazviona ndega nhasi.Olla Ari busy kuti kwaita accident ku Chitungwiza kwafa vanhu 2 kutaura kuno kune kombi iri pasi pegonyeti

 

 

 

 

.Jackie ndobva Anoisa comment isingaenderane nenhamo dzawira mhuri yezimbabweI'm happy got blocked from her ma door tea contentImajeni tsvee zvirikutaurwa na Ollah takarasima newool hat aka kambwaI honestly believe haapengi. She’s rage betting, kutsvaga engagement ne attention at

 

 

 

 

any cost.Ini ndakazviona paye paakati handisiye murume nekuti amitisa kunze haaaa ndakabva ndakandwa kublock view afta ndataura chokwadiDeath toll rises to 17

The death toll has risen to 17 following the recovery of more bodies from the mangled kombi.

 

 

  • Share: