Hie guys sorry if it's a wrong platform for this but really need your help. My mother has a creche and day care in Johannesburg and she is in the process yekuregister cz mapepa avo akaita manje manje. Pane mukadzi uyo anonzi mai Emeka akavasiira mwana now over a year guys and akasiya mwana uyu kuna mama vangu and haasi
kucommunicater, phone haadaire and hapana zvaanombotaura..people take advantage that my mother vane moyo wakanaka and she loves taking care of the less priviledged. Mwana uyu the only mother figure yaanoziva is my mother. Chazoitq ndiuye pano is because mai ava vanotoisa mapics pafb asi vakablocker mama vangu nevamwewo vanhu and akalocker profile asi takaratidzwa mapics ake pafb nevamwewo vanhu. Mama
vakambomuisira msg kuti ndakuendesa mwana kusocial welfare and akayiona haana kupindura. Tokumbirawo vanozivawo mukadzi uyo vamuudze aende kunotora mwana wake kuna mama please asadye nyika rutivi achikanganwa mwana wake. Hama dzake tauraiwo naye.