adimin please post for me. My daughter went missing on wednesday 01 april 2026 in zvishavane mandava rank. Mwana uyu anonzi
JOYCE MANYEVERE HOVE ane 14 years . Mwana akashaikwa mushure mekunge achida kukwira bus rinoenda kuBeitbridge saka akasvika raenda achibva kuMbuyanehanda ndokwaaidzidza . Ashaya bus akazofona zvekuma12 pm achit awana chimota asi haana kunzwanana nababa vake mukutaura pafon upto nw no information yekut zvakazofamba sei. Ndanga ndichikumbirao
kushambadzirwao zvimwe msge yangu ingasvika nepane akasanganao nae kana kumuona .kana pane anenge awanao information angandibatao pa number 0779285868 ndatenda.Udzai vana kana bus rakusiya dzoka kumba. Chii nhai vabereki. Kunze kwaipa uko. Nyika yakatakura kurema. It's not safe for everyoneDzidzai kunotora vana kana kuri Kure dai ari mukomana painzwikwa ummm kwakaoma kunze uku