Sunday, May 19

Kamuchacha Azofongorera Museve Ma Blogger Ese Reporting Kuna Zuka Kuti Abviswe Pa Social Media

Kamuchacha Azofongorera Museve Ma Blogger Ese Reporting Kuna Zuka Kuti Abviswe Pa Social Media

 

 

 

 

Mai Titi gara pasi Taneta newe wanzwa

Tine nhau dza mai tt Felistas Murata.

Kubaka baka family huyai mese Vakabirwa mari dzeround, vese vakaitwa threaten vakabuda muZimbabwe nekutya Felistas Murata vese varikuitwa blackmail vese vane hama dzakashaikwa dzaenda kunosangana naye huyai tiite report page rake nekuti zvese izvi anoitira pano pafacebook saka chekumirira hapana munhu angarambe kubhadhara mai vekufirwa nemwana mari yavo nanhasi anoharasa vanhu achinyomba vanhu vaakadyira mazimari

No right to the music played background copyright infringement ended.

 

 

 

 

 

  • Share: