Wednesday, July 16

KaMupata Jnr kakati Mwari ndinamirei miromo yekudzinza rangu 😍

Yhoooo zvese nemhino 🀣🀣🀣🀣🀣🀣Mhuno mhuno mhuno like father like son maromo maromoAkati Mwari ndipeyiwo face yadad Tinashe mubage ashaye basa kumba kwedu πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚Akati makajaira kupinza mai vangu busy mirai ndikugadzirirei size inokwana rwendo runo hamuvatange mai vangu 

 

 

 

 

 

Good job babyNdovaifanha kupihwa mutupo anaMaromo ava

Ma lips avo Akanaka but haadi rimwe red rimwe roita black cheteKaMupata Jnr kakati Mwari ndinamirei miromo yekudzinza rangu 😍

  • Share: