Wednesday, January 07

Karlos Meats Why

It's kinda robbery coz u wil - your feed meaning those gained kgs wil go to the expensesHapana chamurikutaura munhu wamwari kana muchiti munotora mari yefeed motora mari yeSloughter zvakangofanana nekuti mari yanga chawana ndiyo yekutengesa yakaonda profit yake iripi ipapa (feeding slaughter

 

 

 

) matotora half yemari yake kudhara muchada thanks fut haii suka business rekunukaKkkkkkkk apa am i right to think kuti imim mari yamuchapa munhu ndiyo yaaizowana nyangwe dei akaitengesa yakaonda kudaro, cz muchatora ye feed, ye slaughter, plus yenyu profit. Ma kg awedzera ayo

 

 

 

 

 

ndeaniKubira vanhu vakapusa vasina kuenda kugwazhi richiziva zvaro garwe kukweva jira richisiya munhu moyochenayi wakadaro paZimApa it's tricky wangu, wadi wataura kuti Kalos Meats inotenga mombe chete, mombe ikauya munhu ngapiwe mari yake inoenderana nehuremu hwayo, square deal ....maybe ndini ndakonewa kunzwisisa but your msg is covered with hidden elements..lets say ndaunza mombe yangu according to your terms then yofa or kutyoka gumbo but wamboichengeta? In short ndaona mukuru uyu arikuti tiende nemombe dzatakonewa kufudza kuna Kalos anodzifudza then panozodzitengesa anobvisa commission (hidden)then

 

 

 

 

change ndo yanindipa...zvafanana nekuendesa mwana ku rehabilitation ,mubereki chake it's peace chete but achibhadhara rehabilitation fees until nguva inodzoka and it's not guaranteed kuti mwana anodzoka arurama but kutotambira the outcome good or bad behavior

  • Share: