Hazvizodawo kufira mu chihure, pachinzvimbo chekuchemiwa unoitwa content nazvo izvi Chisi hachieri musi wacharimwe mari dzaakaba dzamupfukira manje. Now nyika yese yazoziva kuti afira pakati pemakumbo sengoma Is this true uyu akamboita mukurumbira weku abuser vakadzi
Midzimu nemukadzi wake unoshanda over time ikati mapenzi tinorova neshamhu hoyo munhu ofira kumujolo RIP KCðŸ˜. Karma Ka Andile cried her lungs out.Mwari vaita Kuda kwavo vanenge vaneta nemacomplain emunhu 1 aaa
. Hoooo ndiye wenyaya yeku abuser musouth African uya yoooo if it was True pakaipa hapo if not Hazvichina basa hope aiziva Mwari
R.i.p DJ kaycee Uk promoter wekubira vanhu ma cos afa ku hotera anga ane huree and left a wife and kids